1. BABA wangu, ndinodisa
Kuva wakadai ndimwi,
Ndinodisa mweya wenyu
Kuti uchigara neni
Korus:
Munoziva nungo dzangu,
Munoziva zvirokwazvo;
Ndiri kukumbira zvino,
Munandipindurawo.
2. Baba, ndinodisa kwazvo
Rutendeso rwakanaka,
Kuti ndinotenda imwi
Nguva dzangu dzese dzese.
3. Baba, ndinodisa kwazvo
Kuva wakatiwa ini,
Kuonesa kune vamwe,
Kuti tinodana senyi.
I am feeling blessed though songs in this hymn