AFM Shona Hymn 156

1. BABA wangu, ndinodisa
Kuva wakadai ndimwi,
Ndinodisa mweya wenyu
Kuti uchigara neni

Korus:
Munoziva nungo dzangu,
Munoziva zvirokwazvo;
Ndiri kukumbira zvino,
Munandipindurawo.

2. Baba, ndinodisa kwazvo
Rutendeso rwakanaka,
Kuti ndinotenda imwi
Nguva dzangu dzese dzese.

3. Baba, ndinodisa kwazvo
Kuva wakatiwa ini,
Kuonesa kune vamwe,
Kuti tinodana senyi.

Hymn Details

One thought on “Hymn 156

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.