United Methodist Shona Hymn 158

Baba wangu ndinodisa
Kuva wakadai ndimi
Ndinodisa Mweya wenyu
Kuti uchigara neni

CHORUS:
Munoziva nungo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndiri kukumbira zvino
Munandipindurawo

Baba, ndinodisa kwazvo
Rutendeso rwakanaka,
Kuti ndinotenda imi
Nguva dzangu dzese dzese.

Baba, ndinodisa kwazvo,
Kuva wakatiwa ini,
Kuwonesa kune vamwe,
Kuti tinodana seyi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.