AFM Shona Hymn 104

1.NDIANI pane zamba
Vafudzi vopfugama?

Korus
Ndiye Jesu zvoshamisa
Ndiye mambo wokudenga
Topfugama kwaari,
Mutunidzi ndiMwari.

2. Ndiani ane nzara
Pasango ari oga?

3. Ndiani akapfava
Nedama rakanaka?

4. Ndiani anorapa
Vose vanorwadziwa?

5. Ndiani anochema
“Razaru buda muguva”?

6. Ndiani vokwazisa
Nedzimbo nokufara?

7. Ndiani ateura
Pausiku mumunda?

8. Ndiani atifira
Pam’soro pam’chinjikwa?

9. Ndiani anomuka
Isu kutinunura?

10. Ndiani pakudenga
Anotonga nesimba?

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.