AFM Shona Hymn 31

1.KRISTU Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Wakatakura kuipa kwedu,
Wapedza basa rake.
Wakakunda kufa, wakakunda kufa.
Areruya! Areruya! Areruya! Amen.

2. Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Ngavafare vanhu vose.
Ngavaimbe pamwe chete.
Wamuka nhasi, Wamuka nhasi.
Areruya! Areruya! Areruya! Amen.

 

3. Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Wakapedza basa guru,
Tose takawana tsitsi,
Hosana kwaAri! Hosasa kwaAri!
Areruya! Areruya! Areruya! Amen.

 

4. Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Kristu Wamuka nhasi! Wamuka kwazvo!
Ngavaimbe vanhu vose,
Ngavaimbe norufaro,
Nziyo dzakanaka, nziyo dzakanaka.
Areruya! Areruya! Areruya! Amen.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.