AFM Shona Hymn 30

1.JESU ndinokuda M’ponisi wangu,
Ndasiya zvose zvakaipa zvangu,
Iwe M’sununguri, Iwe Muchengeti,
Ndinokuda Jesu, ndinokuda Jesu.
Ndinokuda Jesu, ndokuda zvino.

2. Ndokuda nokuti Iwe wandida,
Wakandiroverwa pamuchinjikwa,
Ndokuda nokuti wakandifira,
Ndinokuda Jesu, ndinokuda Jesu.
Ndinokuda Jesu, ndokuda zvino.

3.Ndinogokuda ndichiri mupenyu,
Ndichakurumbidza mazuva ose,
Nomusi wokufa ndinogoimba,
Ndinokuda Jesu, ndinokuda Jesu.
Ndinokuda Jesu, ndokuda zvino.

4.Kakare, kana ndiriko kudenga,
Ndichagara newe, ndichakukudza,
Ndichaimba kwazvo navanhu vose,
Ndinokuda Jesu, ndinokuda Jesu.
Ndinokuda Jesu, ndokuda zvino.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.