United Methodist Shona Hymn 36

'She wedenga ave nemiwo
Amuperekedze kwose
Agomuchengeta pose
Ave nemi tiwonanezve

She wedenga ave nemi wo
Muchengetwe zvakanaka
Muchiwana zvakakwana
Ave nemi tiwonanezve

She wedenga ave nemi wo
Kana rima ratiwira
Tifukidzwe nerutendo
Ave nemi tiwonanezve

She wedenga ave nemi wo
Amumbundikire chose
Amukundise murufu
Ave nemi tiwonanezve.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.