Ngandiudzirwe Baba
Mazwi emwoyo wenyu
Kuti ndakamufadza
Ngandiziviswe zvino
Baba ngandikumbire
Ngandisimbiswe nemi
Nhasi nemisi yese
Ndichimuteerera
Ngandiudzirwe, Baba,
Mazwi erudo rwenyu,
Ngandisimbiswe kwazvo,
Nekutambirwa nemi,
Ndakagarira pano,
Ndoda kumutevera,
Ndoda kumushandira,
Ndoda kumuwombera.
Ngandiudzirwe, Baba,
Mazwi emwoyo m'chena,
Ngandidzidziswe nemi,
Ngandimuzive nedi
Kuti ndikudze imi,
Nekubatsira vamwe,
Nekushandira nyika,
Nekufarira imi