United Methodist Shona Hymn 227

Nditungamireyi Baba
Nditungamireyi kwadi
Ndinofara ndiri wenyu
Ndinomuda nguva dzese

CHORUS:
Baba Baba
Nditungamireyi nhasi
Kuti ndisasiya nzira
Nditungamirei Baba

Muri bako rakanaka
Mumadambudziko ese,
Ndachengetwa ndiri wenyu,
Ndinokoya rudo rwenyu.

Tenzi, nditungamireyi
Misi yese yeupenyu,
Kune nyika yekudenga,
Kune musha wakanaka.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.