United Methodist Shona Hymn 230

Jesu muri muponesi
Munopinda zviro zvese
Pakufamba kwangu kwese
Ngandifambe nemi Tenzi
Padyo nemi padyo nemi
Padyo nemi padyo nemi
Pakufamba kwangu kwese
Ngandifambe nemi Tenzi

Handichadi kuva nyope,
Handichadi mari chete,
Handichadi pfuma chete,
Ngandifambe nemi, Tenzi;
Padyo nemi, padyo nemi,
Padyo nemi, padyo nemi,
Handichadi pfuma chete,
Ngandifambe nemi, Tenzi.

Munditungamire, Tenzi,
Pane nzira dzangu dzese,
Munditore muupenyu,
Ngandifambe nemi Tenzi;
Padyo nemi, padyo nemi,
Padyo nemi, padyo nemi,
Munditore muupenyu,
Ngandifambe nemi, Tenzi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.