United Methodist Shona Hymn 175

Hakuna hama kupinda Jesu
Hakunaba hakuchina
Hakuna umwe kurapa vese
Hakunaba hakuchina

CHORUS
Jesu ndiye shamwari yedu
Anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu
Hakunaba hakuchina

Hakuna umwe mukuru zveba,
Hakunaba, hakuchina,
Hakuna umwe mununudziri,
Hakunaba, hakuchina.

Hakuna chipo chikuru zveba,
Hakunaba, hakuchina,
Hakuna umwe kurapa mwoyo,
Hakunaba, hakuchina.

Hakuna nguva tisikawonwi,
Hakunaba, hakuchina,
Hapana nzvimbo asikazivi,
Hakunaba, hakuchina.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.