Apo Jesu anouya kugashira vake;
Vanhu vake vakanaka, Vanodikanwa.
CHORUS
Senyenyedzi kudenga, Vese vachapenya;
Vachagara naJesu, Wake, kumusha
Vachaunganidza vana veumambo hwake:
Vatereri vakanaka, Vanodikanwa
Vana vese vanodisa Muponesi wavo
Varivake vanokosha, Vanodikanwa