Salvation Army Hymn 120

Come, Thou Almighty King
Uyai, ‘Samasimba’,
Ti’mbe zita renyu,
Tikukudzei;
Baba worubwinyo,
Mukundi wazvose,
Uyai mutonge,
‘She wekare.
1.
Uyai, ‘Shoko benyu’,
Mushonga munondo,
Tinamate;
Natsai vanhu venyu,
‘Zwi renyu rikunde,
Mweya woutsvene,
Uyai zvino.
2.
Uyai, ‘Munyaradzi,
Pupurai utsvene
Nguva ino;
Wamasimba ose
Tongai mwoyo yose,
Musazotisiya
Mweya Mutsvene.
3.
KuVatatumumwe,
Kudzwai narinhi,
Misi ose,
Noumambo hwenyu,
Tione murubwinyo;
Tikudze norudo,
Narinhiwo.
4.

V

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.