1. Mangwanani tichimuka,
Tinogam’chira norudo;
Tova noupenyu utsva,
Nesimba kubva murima
2. Kana zvichifungidzira
Kukudza zvatinoona;
Mwari achitipa pfuma
Itsva kuva chibayiro.
3. Zvose zvichatiyevedza
Toona denga mazviri;
Norudo nomunamato,
Zvoonekwa paM’chinjikwa
4. Mabasa mamwe enhando,
Nazvo zvatinokumbira;
Nekuzvinyima mu’penyu,
Zvotisvitsa kuna Mwari.
5. Murudo rwenyu, ‘She, chete
Tikonzereswe zvedenga;
Tiyamurei misi yose,
Tive pedyo noupenyu.
4. Kana waona nhamo,
Teura kwaari;
Neparufaro rwako
Tenda kuna Mwari;
Simba raakatipa
Rinokunda zvose;
Simba rokuteura,
Kuna Mwari wedu.