Methodist Shona Hymn 188

Nditungamirei, Jehova,
Ndichifamba murenje;
Ini handina masimba
Muna masimba ose;
Muponisi!
Ndimi inhowo yangu.

Sipiti roruponiso
Ngarifashukire'ni;
Chipapata chokudenga
Ngachipiwe kwandiri;
Muponisi!
Inindosimba nemi.

Kana ndasvika Jordani
Bisai kutya kwangu;
Ndiyambutsei ndouya
Ndisvike kuKanani.
Muponisi!
Ini ndovimba nemi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.