Methodist Hymn

Hymn 278

Ndiropafadzei She,
Mundidzidzise Jesu;
Ndoda mwoyo muchena;
Mufudzi, ndichengetei.

Ndiri muduku asi
Makadanidza vose;
Ndipei kudya kwenyu;
Mufudzi, ndichengetei

Ndiyamurei Jesu;
Handina simba ini;
Ndinotenda kwamuri;
Mufudzi, ndichengetei.

Handidi kutsauka,
Ndoda kugara nemi
Panzvimbo yakanaka;
Mufudzi, ndichengetei.

Leave a comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.