Mumwe ariko kum’soro;
Anotida!
Rudo rwake rwakakomba;
Anotida!
Hama dzedu dzinotiza,
zvimwe dzingatitambudze
Haana kutinyengedza;
Anotida!
Kumuziva ndoupenyu:
Anotida!
wakatipa zvinhu zvose:
Anotida!
Tanga tiri kure naye,
wakatitenga neropa;
zvino tachengetwa naye:
Anotida!
Jesu ndiShamwari wedu:
Anotida!
woda kutiropafadza:
Anotida!
Mwoyo yedu inomuda,
Yoda kushovedzwa naye,
zvirokwazvo nechokwadi:
Anotida!
Anoregerera zvivi:
Anotida!
Hondo dzedu dzinokundwa;
Anotida!
Anotipa zvipo zvose
wopa namakomborero,
Achatipa noutsvene;
Anotida!
i love this song
Ichokwadi anotida 2021 it means a lot. Rudo rwake rwakakomba
It is my second name and I love this song. Ichokwadi kuti Jesu anotida
Moyo yedu inomuda Kiristu????
Yes