Methodist Shona Hymn 186

Jesu anoti tivhenekere
Sekanjera nduku murima guru
Nyika ine rima, ngativheneke
Iwe pako neni pandigere.

Takabatidza mwenje kwaari
Anogozviziva kana todzima,
Anotipa simba rokuvhenekera
Iwe pako neni pandigere.

Anoda kuti tivhenekere
Vose vakarasikira murima,
Rima rokusanzwa kana kutadza,
Saka ngatibvire patigere.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.