Catholic Hymn

Hymn 54

Burukirai Muneni Mambo - T Nyikayaramba

M· Burukirai muneni Mambo
V SIA Mweya musande Mwari imi munopa girasiya makamboburukira muna vapositori burukirai muneni
B --- Mweya musande Mwari --- girasiya --- muna vapositori burukirai muneru

Madetembo:

1.Uyai mweya musande, vhenekai mweya wangu
2.Ndizive zvakanaka, nditize zvakaipa
3.Uyai kundibatsira, ndipei girasiya renyu
4.Mweya wakasimbisa moyo yavapositori
5.Wakamutsa munavo, moyo isingavhunduki
6.Simbisai moyo wangu ndipeiwo mwoyo mukuru

Leave a comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.