Catholic Hymn

Hymn 29

Anotevera Yesu -M Makamure

M Anotevera
V All Anotevera Yesu sto achava nomwenje
M Achava nomwenje
V.ยท All Worupenyu Alleluya

Madetembo:

l.Kunyange wakarurama woda kuwa haawiswi nokuti Mwari anomutsigira noruoko rwake.
2.Wak:arurama ana matambudziko mazhinji asi Mwari anomubatsira.
3.Wak:adana Mwari ak:amunzwa ak:amurwira panjodzi dzak:e dzose.

Leave a comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.