Catholic Shona Hymn 30

Anotevera Yesu - C. Togo

M· Anotevera
V: SIA Yesu Kristo, anotevera achava nomwenje woupenyu B Yesu Kristo, anotevera Kristo woupenyu

Madetembo:

1. Kunyamge wak:arurama woda kuwa haawiswi nokuti Mwari anomutsigira noruoko rwak:e.
2. Wakarurama ana matambudziko mazhinji asi Mwari anomubatsira.
3. Wakadana Mwari akanzwa akamurwira panjodzi dzake dzose.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.