AFM Shona Hymn 22

1.URI Mwari Muponisi,
Wakaita zvose;
Uri Mwari Muponisi,
Wakakurumbira.

2. Wave munhu Muponisi
Nokuipa kwedu
Wave munhu Muponisi,
Wakafira isu

3.Une tsitsi Muponisi
Navari pamhosva;
Une tsitsi Muponisi
Navari pakufa.

4. Wachimbidza Muponisi
Kuzotipindura;
Wachimbidza Muponisi,
Kutisunungura.

5. Une simba Muponisi
Rokutiponesa;
Une simba Muponisi
Rokutifadzisa.

6. Uno rudo Muponisi,
Une tsitsi nesu;
Uno rudo Muponisi
Ngatimude iye.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.