AFM Shona Hymn 19

1.URI mupenyu Muponisi,
Uri mupenyu iye;
Tafariswa isu vanhu,
Uri mupenyu iye.

2. Wanga wafa Muponisi,
Wanga wafa iye;
Wabayirwa isu vanhu,
Wabaiwa iye.

3.Wakakwira kudenga,
Wakakwira iye;
Utiteurire isu,
Oteura iye.

4.Unotonga Muponisi,
Unotonga isu
Taponiswa pakaipa,
Taponiswa isu.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.