AFM Shona Hymn 16

1.RUMBIDZAI , vanhu mose!
Zvirumbidze, zvinhu zvose!
Nhasi musi wokukudza
Nhasi musi werufaro.

2. Mununuri wakazvarwa,
Rufaro rwakauyiswa,
Nhasi tsitsi dzakauya,
Nhasi kupona kwakauya.

3.Haana kuuya sehondo,
Fambisai idzi nhau,
Kuti nedzo tsitsi dzake
Wauya kuzotifira.

4.Fambisai idzi nhau
Dziende panyika yose.
Tendaika vanhu mose!
Nezvinhu zvose zvitende!

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.