1.NENI handikurasai ngekuti wapinduka,
Kuipa kwasukiwa, chiedza nerufaro,
Korus:
Neni handikurasi, chienda, upembere,
Imba. ukudze, enda usazotadzazveba.
2. Neni handikurasi, ngekuti wadaira,
Hakuna kuraswaba kweavo vanondida.
3. Neni handimurasi, ndakabva kuna Baba
Ngepamusana pako, Ngekuti anokuda.
4. Neni handikurasi, chikudza Baba wako
NeMurumbwana wake neMweya wakachena.