AFM Shona Hymn 136

1.NDAZWA Tenzi wandidana
(Imbanyi katatu)
Ndochimutevera misi yese.

2. Ndinomupa mwoyo wangu,
Ndochimutevera misi yese.

3. Ndinoita kuda kwake,
Ndochimutevera misi yese.

4. Ndinodzidza nzira dzake,
Ndochimutevera misi yese.

5. Ndinoda izwi rake,
Ndochimutevera misi yese.

6. Ndinokoya izwi rake,
Ndochimutevera misi yese.

7. Ndinomushandira hangu,
Ndochimutevera misi yese.

8. Ndinodisa chechi tsvene,
Ndochimutevera misi yese.

9. Ndinokudza Jesu Kristu,
Ndochimutevera misi yese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.