AFM Shona Hymn 147

1. NDITUNGAMIRENYI , Baba,
Nditungamirenyi kwadi,
Ndinofara ndiri wenyu,
Ndinomuda nguva dzese.

Korus:
Baba, Baba,
Nditungamirenyi nhasi,
Kuti ndisasiya nzira,
Nditungamirenyi, Baba.

2. Muri bako rakanaka
Mumadambudziko ese,
Ndachengetwa ndiri wenyu,
Ndinokoya rudo rwenyu.

3. Tenzi, nditungamirenyi
Misi yese youpenyu,
Kune nyika yekudenga,
Kune musha wakanaka.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.