AFM Hymn

Hymn 146

1.BABA wedu wakatsidza,
“Ndinokutungamirira”
Kuti usarasikeba
Parwendo kune denga

Korus:
“Ndinokutungamirira,”
Ndinokutungamirira
Pakukwira kune denga.
“Ndinokutungamirira,”

2. Apo unotambudzika,
Nekushaya zano zviya,
Unofadzwa nge’ya mazwi,
“Ndinokutungamirira,”

3. Kuti hama dzako dzafa,
Uchidzichemera kwazvo,
Unafunga aya mazwi,
“Ndinokutungamirira,”

4. Apo unokomborerwa,
Mwoyo wako unofara,
Unadisa aya mazwi,
“Ndinokutungamirira,”

5. Mangwana ese ese,
Unokarakadza iye,
Nechitsidzo chakanaka,
“Ndinokutungamirira,”

6. Apo unobata basa,
Unafunga mazwi ake
Uyo wakakutsidzira,
“Ndinokutungamirira,”

7. Apo unorara pasi,
Paisiku uri wega,
Unatenda aya mazwi,
“Ndinokutungamirira,”

Join the Conversation

2 Comments

  1. Thank you for this hymn. I sang it with a wide smile. Last heard and sang it some 20years ago when I was still young. I am an Adventist. I love this song. I had to google it and I appreciate that you uploaded it. Praise the Lord.
    God bless you

Leave a comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.