AFM Shona Hymn 145

1.CHINYARARA , mwoyo wangu, Jesu ndiye Mwari,
Zviro zvese zviri pasi zvakasikwa ndiye.

Korus:
Kristu uyanyi, Kristu uyanyi,
Hunde, uyai, Tenzi.

2. Chinyarara, mwoyo wangu, Jesu Mambo kwaye,
Unotenda kuna Mwari, tenda kuna Jesu.

3. Chinyarara, mwoyo wangu, unokomborerwa,
Haugari nguva ndefu, uchasvika denga.4. Chinyarara, mwoyo wangu, Jesu anowaka
Imba yako yakanaka kune denga rake.

5. Chinyarara, mwoyo wangu, Jesu ndiye Mwari,
Kuda kwake kwakanaka, ngakuitwe ndiwe.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.