AFM Shona Hymn 84

1. NDIROPAFADZE Jesu,
Dzidzisa mwoyo wangu;
Ndoda mwoyo muchena
Mufudzi, ndichengete.

2. Ndiri muduku asi,
Wakadaidza vose;
Ndipe zvokudya zvangu,
Mufudzi, ndichengete.

3. Ndiyamure M’ponisi;
Handina simba ini:
Ndinotenda kwauri:
Mufudzi, ndichengete.

4. Ndiyamure M’ponisi;
Handina simba ini:
Ndinotenda kwauri:
Mufudzi, ndichengete.

5. Handidi kutsaukana,
Ndoda kugara newe;
Panzwimbo yakanaka;
Mufudzi, ndichengete.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.