AFM Shona Hymn 108

1. Mukovi wazvo zviro zvose
Tendanyi imwi, mwakasikwa,
Mugere pane iri pasi.

2. Tendanyi, imwi Ingirosi,
Dzigere kuna Baba wedu,
Tendanyi Baba, Murumbwana,
Nekune Mweyawo Mutsvene.

Hymn Details

One thought on “Hymn 108

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.