AFM Shona Hymn 108

1. BABA wedu mwakazviita,
Mwakatipa Muponesi,
Murumbwana wenyu umwe,
Kuti atipangidzire
Nzira yekudenga renyu.

2. Kuti tichikarakadza
Ngevabari vedu kare,
Vaitambudzika diko
Ngekushaya nguva yokudya
Pfumvu, nhamo, nzara hayo.

3. Havasaiziva Mwari
Kana Murumbwana wake
Havasakamuombera,
Vakagara mune dima
Havasakaona mwenje.

4. Zvino isu tinotenda
Tiri vana venyu Baba,
Vanomuombera kwese,
Uko tinofamba isu,
Tine muchengeti, Jesu.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.