AFM Shona Hymn 164

1. KWESE kwese tinoona
Vanhu havazivi Kristu,
Vakarasikirwa, diko,
Vanotadza Muponesi.

Korus:
Mwari wedu, wemasimba,
Tizwei tinomukumbira,
Tumai vafundisi kuno,
Kune nyika dima.

2. Vatumenyi mangwanani,
Vatumenyi pamauro,
Vatumenyi masikati,
Kune misha yavo yese.

3. Asi isu, Baba wedu,
Tine basa rekuita,
Tine hama neshamwari,
Titumenyi kuna ivo.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.