1.TAURA nesu Ishe wedu,
Utinzwise dama rako;
Taura nemimwoyo yedu,
Utinzwise rudo rwako.
2. Tiri pano mberi kwako,
Tidzidzise Muponisi;
Utidzore, Baba Mwari,
Kudzo dzose nzira dzedu.
3. Inzwa muteuro wedu,
Utipindure netsitsi;
Mutsa nokufunga kwedu,
Tiridise dama rako.