United Methodist Shona Hymn 50

Takamumirira Jesu
Mupi weruzororo
Tisunungureiwo tese
Kubva muchinyangadzo
Ndimi simba, runyararo
Rukariro rwepasi
Vose vanhu vanomuda
Munounza rufaro

Muri mununuri wedu,
Jesu, Mwana waMambo.
Ndimi Tenzi muchatonga;
Vakai hwenyu humambo,
Tipei mweya wenyu M'tsvene,
Samasimba, Mutongi.
Nyasha dzenyu dzinokwana
Kutisvitsa kudenga.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.