United Methodist Shona Hymn 18

Ngatiimbe nengirosi
Dziri mberi kwake
Ndimi dzadzo dziri zhinji
Ngatifare pamwe

Wakanaka ndiJehovha
Wakatuma Jesu
Kuponesa vanhu vese
Vari pasi pano

Wakanaka Mponesi
Kugashira vese
Rudo nerukomborero
Zviri zvake iye

Zviro zvakasikwa ndiye
Zvinokudza iye
Pamwe nemarudzi ese
Ari nyika dzese

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.