Ndom'tevera, ndom'tevera, ndom'tevera, Jesu
Ndakasungwa, ndakasungwa, ndakasungwa, Jesu.
Sunungura, sunungura, sunungura, Jesu.
Vafundisi udzai vanhu kuti nyika ichapera.
Vana vedu, vana vedu, vana vedu, Jesu.
Chidanana chera mwena mvura zhinji ichanaya.
Vasimbise, vasimbise, vasimbise, Jesu.
Nyika yedu, nyika yedu, nyika yedu, Jesu.