United Methodist Shona Hymn 100

Mweya Mutsvene tinzwei apo tinoimba
Ivai muzviimbo kuti zvimukudze

Mweya Mutsvene, inzwai miteuro yedu,
Uyai, tidzidzisei kuda kwenyu zvino.

Mweya Mutsvene, wonai iri Bhuku dzvene,
Bhuku reupenyu, venekerai mazwi.

Mweya M`tsvene torai zvipo zvedu nhasi,
Ngazvisevenzeswe basa renyu chete.

Mweya M`tsvene, zvino apo tinotenda,
Kunemisha yedu, mutitungamire. Ameni.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.