Mbiri kuna'She, Tokudza
Wakatuma Jesu, Tokudza
Kuzotiponesa, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Ngatimurumbidze, Tokudza
Imwi vanhu mose, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Uyai tinamate, Tokudza
Mwari wakanaka, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Anotipa zvose, Tokudza
Zvakatinakira, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Ipai zvikudzo, Tokudza
Kuna Mwari wedu, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Vakomana woye, Tokudza
Vasikana woye, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Vanamai woye, Tokudza
Vanababa woye, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza
Mbiri kuna'She, Tokudza