United Methodist Shona Hymn 34

Mbiri kuna Mwari zvino
Nezvikomborero nhasi
Ndikotseyi Mambo wangu
Pausiku hwese uhwu

Ndidzidziseiwo kugara
Kuti ndisazotya rufo.
Ndidzidziseiwo kuedza
Kubatsira vese vanhu.

Mundisunungure kuipa
Kwandaita kwamuri,
Zvino kuti ndikarara
Ndipeyiwo ruzororo.

Mwari, ndipeyiwo hope
Dzakanaka kwazvo zvino,
Mundimutse mangwanani
Ndiine simba kwazvo.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.