Kufamba murujeko rwake Jesu Tenzi wedu Lyrics – United Methodist Shona Hymn 261

Kufamba murujeko rwake Jesu Tenzi wedu
Tinozoziva rudo rwake kuti ndirwo hai

Kufamba murujeko rwaJesu Tenzi wedu,
Tinozoziva nzira yedi kune musha wake.

Kufamba murujeko rwaJesu Tenzi wedu,
Tinozoziva rucheneso, tichagara naye.

Kufamba murujeko rwaJesu Tenzi wedu,
Tinozosvika musha wake, tichagara naye.

Kufamba murujeko rwaJesu Tenzi wedu,
Tinozoruramiswa naye, tive vararami.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *