United Methodist Shona Hymn 315

Kristu anodisa vanhu
Anodaidzira vese
Vakaipa ngavauye
Navo vasisina simba

CHORUS
Taurai vese taurai vese
Kristu anodisa vese
Taurai vese kuti vanzwe
Kristu anodisa vese

Izwi rake riri idi,
Rinogara nekugara,
Ndinonatsa kuchengeta
Mazwi ake eupenyu.

Kana uyo aine shai,
Ngaauye kuna Jesu,
Ndiye basi ane simba
Rekubvisa nemashai.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.