United Methodist Shona Hymn 351

Jesu Tenzi abarwa, abarwa
Akarara mudanga
Tinoda kumuimbira
Tinoda kumuremedza
Mambo wedu abarwa
Ngatiridze mhururu

Mai wake Maria, Maria,
Anofara nemwana.
Zvino toridza mhururu
Kutambira mwana mutsva.
Vana vese farayi,
Yazobarwa shamwari.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.