United Methodist Shona Hymn 126

Jesu muri Tenzi Mwana wemusiki
Muponesi wedu tinomukumbira

Tipfuweyi, Tenzi, kune mwoyo wenyu,
Tipeiwo, Tenzi, Mwoyo yakanaka.

Titungamireyi, mune rwendo rwedu,
Tiri pasi pano, kune denga renyu

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.