United Methodist Shona Hymn 328

Izvo ndinouya pano
Kune chidyo chaM'ponesi
Mwoyo wangu unotenda
Kuti Jesu ndiye Mwari

Rudo rwake rwakakomba,
Wakasiya Baba wake,
Akauya pasi pano,
Kunditora kune denga.

Jesu wakawona nyika,
Saka azondiponesa,
Jesu wakandidireyi?
Handinakunaka ini

Dai ndiine zviro zvese,
Izvi zvipo hazvikwani,
Ndinomupa mwoyo wangu
Nemuviri neupenyu.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.