United Methodist Shona Hymn 69

Ishe wedenga
Makaruramisa
O Jesu Muponesi
Ndinomudisa
Ndinomukudza
Muchinda anondifadza

Minda yaIshe
Mitunhu mikuru
Zvinofadzawo vanhu
Asi M'ponesi, Mwana waMwari
Ndiye anopinda zvese.

Zuva nemwedzi
Nenyeredzi zvose
Zvinojekesa denga
Asiwo Tenzi anozvikunda
Ndiye anopinda zvese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.