United Methodist Shona Hymn 91

Imbayi vanhu imi rukudzo kuna Jesu
Dakara vanhu vese vazive Muponesi
Imbayi vanhu nhasi neropa rinofara
Nekuti tina Tenzi mukuru

Imbayi, hama dzedu, nekuti Tenzi wedu,
Mupenyu zvino pano, kutipa ndaramiso;
Imbayi misi yese nekuti wakamuka
Kugara nekugara kutipa ruponeso.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.