SDA Shona Hymn 233

Nd’udze nyaya yekare, Yezviro zvekudenga
Yekupenya kwaJesu, Nerudo rwaJesu
Taura nyaya zvinyoro, Semwana muduku
Zvondiri wakane Ndisisinasimba

CHORUSNd’udze nyaya yekare, Nd’udze nyaya yekare
Nd’udze nyaya yekare, Yerudo rwaJesu
Nd’udze nyaya yekare,Neinzwi reidi
Funga ini mutadzi,Akafirwa naye
Ndiudze nguva dzese Kuti uchizowa munyaradzi
Panguva yematambudziko
Nd’udze nyaya yekare, Une zvaunotya
Pasi risinambiri, Rinondi konjera (womera)
Hunde nyika yembiri, Iri kuwonekwa
Nd’udze nyaya yekare! Jesu ochenura

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.