Ini ndakufira, Nda’paradza ropa Lyrics – SDA Shona Hymn 206

Ini ndakufira, Nda’paradza ropa
Kuti utengiwe, Upiwe upenyu
Ini ndakakufirazve, Iwe wandipenyi?
Ini ndakakufirazve, Iwe wandipenyi?
Ndakasiya umba, Yababa yembiri
Ndakauya pasi, redima nenhamo
Ndakazvisiira iwe, Wakandisiirenyi?
Ndakazvisiira iwe, Wakandisiirenyi?
Ndakatambudzika, zvinorwadza kwazvo
Pamusana pako, kuti ununurwe?
Ndakazvitakurira’we, Wanditakurirei?
Ndakazvitakurira’we, Wanditakurirei?

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *