Mutongi akauya kuna Jesu, Kuzo bvunza nenzira yeupenyu;
Tenzi Akamupindura Akati, "Barwa nyi zwe patswa," (patswa)
CHORUS
Barwa nyizwe patswa, (patswa) Barwa nyizwe patswa, (patswa)
Nge idi, idi ndinoti kunewe, "Barwa nyizwe patswa" (patswa)
Vana vevanhu tereranyi izwi, Rataurwa nedi na Jesu Tenzi,
Usaite iri soko re nhando, "Barwa-nyizwe patswa" (patswa)
Imwi muchapinda munezororo, Munoimba rwiyo newa poneswa,
Muwane upenyu husinga gumi, "Barwa-nyizwe patswa." (patswa)